-
Mabasa 28:23Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
23 Zvino vakarangana zuva naye, uye vakauya kwaari vari vazhinji kwazvo munzvimbo yaaigara. Iye akavatsanangurira nyaya yacho nokuvapupurira kwazvo pamusoro poumambo hwaMwari+ uye achivanyengetedza pamusoro paJesu kubva mumutemo waMosesi+ neZvakanyorwa nevaprofita,+ kubvira mangwanani kusvikira manheru.
-