VaRoma 6:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti tinoziva kuti Kristu, zvino zvaakamutswa kubva kuvakafa,+ haachafi;+ rufu harusisiri tenzi paari.
9 Nokuti tinoziva kuti Kristu, zvino zvaakamutswa kubva kuvakafa,+ haachafi;+ rufu harusisiri tenzi paari.