VaRoma 8:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvisinei, muri kuita maererano nomudzimu,+ kwete nenyama, kana mudzimu waMwari uchigara mamuri zvechokwadi.+ Asi kana munhu asina mudzimu waKristu,+ iyeyu haasi waKristu.
9 Zvisinei, muri kuita maererano nomudzimu,+ kwete nenyama, kana mudzimu waMwari uchigara mamuri zvechokwadi.+ Asi kana munhu asina mudzimu waKristu,+ iyeyu haasi waKristu.