VaRoma 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino, kana mudzimu waiye akamutsa Jesu kubva kuvakafa uchigara mamuri, iye akamutsa Kristu Jesu kubva kuvakafa+ achaitawo kuti miviri yenyu inofa ive mipenyu+ achishandisa mudzimu wake unogara mamuri.
11 Zvino, kana mudzimu waiye akamutsa Jesu kubva kuvakafa uchigara mamuri, iye akamutsa Kristu Jesu kubva kuvakafa+ achaitawo kuti miviri yenyu inofa ive mipenyu+ achishandisa mudzimu wake unogara mamuri.