VaRoma 8:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvino tinoziva kuti Mwari anoita kuti mabasa ake ose+ ashandire pamwe chete kuti zvinakire vaya vanoda Mwari, vaya vakadanwa maererano nechinangwa chake;+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 8:28 Mwari Akatosarudza Nguva Yedu Yemberi Here? w95 2/15 p. 3
28 Zvino tinoziva kuti Mwari anoita kuti mabasa ake ose+ ashandire pamwe chete kuti zvinakire vaya vanoda Mwari, vaya vakadanwa maererano nechinangwa chake;+