VaRoma 8:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Ndiani achatiparadzanisa norudo rwaKristu?+ Kutambura kana nhamo kana kutambudzwa kana nzara kana kushaya zvokupfeka kana ngozi kana bakatwa+ here? VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 8:35 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 59 Nharireyomurindi,10/15/2001, p. 14
35 Ndiani achatiparadzanisa norudo rwaKristu?+ Kutambura kana nhamo kana kutambudzwa kana nzara kana kushaya zvokupfeka kana ngozi kana bakatwa+ here?