VaRoma 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Ndakada Jakobho, asi ndakavenga Isau.”+