VaRoma 9:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Haiwa iwe munhu,+ saka, iwe ndiwe ani chaizvo kuti upindure Mwari?+ Chinhu chakaumbwa chingati here kune akachiumba, “Wakandigadzirirei seizvi?”+
20 Haiwa iwe munhu,+ saka, iwe ndiwe ani chaizvo kuti upindure Mwari?+ Chinhu chakaumbwa chingati here kune akachiumba, “Wakandigadzirirei seizvi?”+