VaRoma 9:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Saka, tichatii? Kuti vanhu vemamwe marudzi vakawana kururama,+ iko kururama kunobva mukutenda+ kunyange zvazvo vaisatevera kururama;
30 Saka, tichatii? Kuti vanhu vemamwe marudzi vakawana kururama,+ iko kururama kunobva mukutenda+ kunyange zvazvo vaisatevera kururama;