VaRoma 10:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Nokuti kana uchizivisa pachena ‘shoko iroro riri mumuromo mako,’+ kuti Jesu ndiIshe,+ uye uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kubva kuvakafa,+ uchaponeswa.+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:9 Nharireyomurindi,12/15/1997, p. 19
9 Nokuti kana uchizivisa pachena ‘shoko iroro riri mumuromo mako,’+ kuti Jesu ndiIshe,+ uye uchitenda mumwoyo mako kuti Mwari akamumutsa kubva kuvakafa,+ uchaponeswa.+