VaRoma 11:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvino kana zviri maererano nomutsa usina kukodzera kuwanwa,+ hazvisisirizve nokuda kwemabasa;+ kudai zvisina kudaro, mutsa usina kukodzera kuwanwa hawaizovazve mutsa usina kukodzera kuwanwa.+
6 Zvino kana zviri maererano nomutsa usina kukodzera kuwanwa,+ hazvisisirizve nokuda kwemabasa;+ kudai zvisina kudaro, mutsa usina kukodzera kuwanwa hawaizovazve mutsa usina kukodzera kuwanwa.+