VaRoma 11:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Chokwadi, kana tichitaura nezvemashoko akanaka ivo vavengi vaMwari nokuda kwenyu,+ asi kana tichitaura nezvokusarudza kwaMwari ivo vanodiwa nokuda kwemadzitateguru avo.+
28 Chokwadi, kana tichitaura nezvemashoko akanaka ivo vavengi vaMwari nokuda kwenyu,+ asi kana tichitaura nezvokusarudza kwaMwari ivo vanodiwa nokuda kwemadzitateguru avo.+