VaRoma 11:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Nokuti Mwari akavavharira vose pamwe chete mukusateerera,+ kuti avaratidzire vose ngoni.+