VaRoma 14:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Uya anochengeta zuva anorichengeta nokuda kwaJehovha. Uyewo, uya anodya, anodya nokuda kwaJehovha,+ nokuti anoonga Mwari;+ uye uya asingadyi haadyi nokuda kwaJehovha,+ asi anoonga Mwari.+
6 Uya anochengeta zuva anorichengeta nokuda kwaJehovha. Uyewo, uya anodya, anodya nokuda kwaJehovha,+ nokuti anoonga Mwari;+ uye uya asingadyi haadyi nokuda kwaJehovha,+ asi anoonga Mwari.+