VaRoma 16:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti kuteerera kwenyu kwakazivikanwa navose.+ Naizvozvo ndinofara pamusoro penyu. Asi ndinoda kuti muve vakachenjera+ pamusoro pezvakanaka, asi vasina mhosva+ pamusoro pezvakaipa.+
19 Nokuti kuteerera kwenyu kwakazivikanwa navose.+ Naizvozvo ndinofara pamusoro penyu. Asi ndinoda kuti muve vakachenjera+ pamusoro pezvakanaka, asi vasina mhosva+ pamusoro pezvakaipa.+