1 VaKorinde 8:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti kana paine anokuona, iwe une zivo, wakatsenhama uchidya mutemberi yezvidhori, hana yaiyeyo asina simba haizoshingiswi here zvokusvika pakudya zvokudya zvakapirwa kuzvidhori?+
10 Nokuti kana paine anokuona, iwe une zivo, wakatsenhama uchidya mutemberi yezvidhori, hana yaiyeyo asina simba haizoshingiswi here zvokusvika pakudya zvokudya zvakapirwa kuzvidhori?+