1 VaKorinde 9:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hamuzivi here kuti vanhu vanoita mabasa matsvene vanodya+ zvinhu zvepatemberi, uye vaya vanoshumira nguva dzose+ paatari vanogovana neatari?
13 Hamuzivi here kuti vanhu vanoita mabasa matsvene vanodya+ zvinhu zvepatemberi, uye vaya vanoshumira nguva dzose+ paatari vanogovana neatari?