1 VaKorinde 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvino zvinhu izvi zvakavawira semienzaniso, uye zvakanyorwa kuti tinyeverwe+ isu tasvikirwa nokuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva ino.+ 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:11 Nharireyomurindi,6/15/1996, pp. 17-22 “Rugwaro Rwose,” p. 213
11 Zvino zvinhu izvi zvakavawira semienzaniso, uye zvakanyorwa kuti tinyeverwe+ isu tasvikirwa nokuguma kwemamiriro ezvinhu epanguva ino.+