1 VaKorinde 10:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Kana mumwe wevasingatendi akakukokai uye muchida kuenda, idyai zvinhu zvose zvinoiswa pamberi penyu,+ musingabvunzi nokuda kwehana yenyu.+
27 Kana mumwe wevasingatendi akakukokai uye muchida kuenda, idyai zvinhu zvose zvinoiswa pamberi penyu,+ musingabvunzi nokuda kwehana yenyu.+