1 VaKorinde 14:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Sezvazviri, zvinhu zvisina upenyu zvinorira,+ ingava nyere kana rudimbwa; kana chinhu chacho chikasasiyanisa maririro, zvingazivikanwa sei kuti chii chiri kuridzwa panyere kana parudimbwa?
7 Sezvazviri, zvinhu zvisina upenyu zvinorira,+ ingava nyere kana rudimbwa; kana chinhu chacho chikasasiyanisa maririro, zvingazivikanwa sei kuti chii chiri kuridzwa panyere kana parudimbwa?