1 VaKorinde 16:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino pamusoro paAporo+ hama yedu, ndakamuteterera kwazvo kuti auye kwamuri pamwe chete nedzimwe hama, asi akanga asingambodi kuuya iye zvino; asi achauya kana awana mukana. 1 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 16:12 Nharireyomurindi,10/1/1996, p. 22
12 Zvino pamusoro paAporo+ hama yedu, ndakamuteterera kwazvo kuti auye kwamuri pamwe chete nedzimwe hama, asi akanga asingambodi kuuya iye zvino; asi achauya kana awana mukana.