2 VaKorinde 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 nokuti ndinoziva chido chemwoyo yenyu chandiri kuzvirumbidza nacho kuvaMakedhoniya pamusoro penyu, kuti Akaya zvino yave yakagadzirira kwegore,+ uye kushingaira kwenyu kwakakurudzira vazhinji vavo.
2 nokuti ndinoziva chido chemwoyo yenyu chandiri kuzvirumbidza nacho kuvaMakedhoniya pamusoro penyu, kuti Akaya zvino yave yakagadzirira kwegore,+ uye kushingaira kwenyu kwakakurudzira vazhinji vavo.