2 VaKorinde 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Naizvozvo ndakafunga kuti zvakakodzera kukurudzira hama kuti dzifanouya kwamuri dzofanogadzirira chipo chenyu chorupo chakavimbiswa kare,+ kuti nokuita izvozvo chive chakagadzirirwa sechipo chorupo kwete sechimwe chinhu chokumanikidzwa.+
5 Naizvozvo ndakafunga kuti zvakakodzera kukurudzira hama kuti dzifanouya kwamuri dzofanogadzirira chipo chenyu chorupo chakavimbiswa kare,+ kuti nokuita izvozvo chive chakagadzirirwa sechipo chorupo kwete sechimwe chinhu chokumanikidzwa.+