2 VaKorinde 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvakare, Mwari anokwanisa kuita kuti mutsa wake wose usina kukodzera kuwanwa uwande kwamuri, kuti, pamunenge muchigara muine zvinhu zvose zvakakwana, muve nezvakawanda nokuda kwebasa rose rakanaka.+
8 Zvakare, Mwari anokwanisa kuita kuti mutsa wake wose usina kukodzera kuwanwa uwande kwamuri, kuti, pamunenge muchigara muine zvinhu zvose zvakakwana, muve nezvakawanda nokuda kwebasa rose rakanaka.+