VaGaratiya 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino pashure pemakore gumi nemana ndakakwirazve kuJerusarema+ ndiina Bhanabhasi,+ ndikaendawo pamwe chete naTito. VaGaratiya Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 2:1 Tito—“Anoshanda Pamwe Neni Nokuda Kwezvinhu Zvine Chokuita Nemi” w98 11/15 p. 29
2 Zvino pashure pemakore gumi nemana ndakakwirazve kuJerusarema+ ndiina Bhanabhasi,+ ndikaendawo pamwe chete naTito.