VaGaratiya 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ngazvirege kumboitika kuti ini ndizvirumbidze, kunze kwokunge ndichitodaro nedanda rokutambudzikira+ raShe wedu Jesu Kristu, uyo pachishandiswa iye ini ndinoona nyika seyakarovererwa+ uye nyika ichindionawo saizvozvo.
14 Ngazvirege kumboitika kuti ini ndizvirumbidze, kunze kwokunge ndichitodaro nedanda rokutambudzikira+ raShe wedu Jesu Kristu, uyo pachishandiswa iye ini ndinoona nyika seyakarovererwa+ uye nyika ichindionawo saizvozvo.