VaEfeso 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chokwadi, pane imwe nguva isu tose takambozvibata maererano nokuchiva kwenyama yedu+ tiri pakati pavo, tichiita zvinhu zvaidiwa nenyama+ nepfungwa dzedu, uye takazvarwa tiri vana vokuitirwa hasha+ sevamwe vose. VaEfeso Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 2:3 Chivi rs p. 64 ndim. 4 Nzira Yakafara Ine Rusununguko Rushoma w95 9/1 p. 4
3 Chokwadi, pane imwe nguva isu tose takambozvibata maererano nokuchiva kwenyama yedu+ tiri pakati pavo, tichiita zvinhu zvaidiwa nenyama+ nepfungwa dzedu, uye takazvarwa tiri vana vokuitirwa hasha+ sevamwe vose.