VaEfeso 2:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Akauya akazivisa mashoko akanaka orugare+ kwamuri, imi maiva kure, uye rugare kune vaya vaiva pedyo,+
17 Akauya akazivisa mashoko akanaka orugare+ kwamuri, imi maiva kure, uye rugare kune vaya vaiva pedyo,+