2 VaTesaronika 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuti murege kukurumidza kuzununguswa pakufunga kwenyu kana kuvhundutswa nokutaura kwakafuridzirwa+ kana neshoko rakaita zvokutaurwa+ kana netsamba+ inoita seinobva kwatiri, zvichinzi zuva+ raJehovha rasvika. 2 VaTesaronika Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:2 Nharireyomurindi,2/1/1990, p. 12 “Rugwaro Rwose,” p. 232
2 kuti murege kukurumidza kuzununguswa pakufunga kwenyu kana kuvhundutswa nokutaura kwakafuridzirwa+ kana neshoko rakaita zvokutaurwa+ kana netsamba+ inoita seinobva kwatiri, zvichinzi zuva+ raJehovha rasvika.