VaHebheru 7:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 (nokuti chokwadi kune vanhu vakava vapristi pasina mhiko yakapikwa, asi kune mumwe akava mupristi nemhiko yakapikwa naIye akati pamusoro pake: “Jehovha akapika+ (uye haazozvidembi) kuti, ‘Iwe uri mupristi nokusingaperi,’”)+
21 (nokuti chokwadi kune vanhu vakava vapristi pasina mhiko yakapikwa, asi kune mumwe akava mupristi nemhiko yakapikwa naIye akati pamusoro pake: “Jehovha akapika+ (uye haazozvidembi) kuti, ‘Iwe uri mupristi nokusingaperi,’”)+