VaHebheru 10:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Uyewo, mupristi wose anomira panzvimbo yake+ zuva nezuva+ kuti aite basa rinoitirwa vanhu vose uye kuti ape zvibayiro zvakafanana kazhinji, izvi zvazvisingambokwanisi kubvisa zvivi zvachose.+ VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:11 Nharireyomurindi,11/15/2000, p. 11
11 Uyewo, mupristi wose anomira panzvimbo yake+ zuva nezuva+ kuti aite basa rinoitirwa vanhu vose uye kuti ape zvibayiro zvakafanana kazhinji, izvi zvazvisingambokwanisi kubvisa zvivi zvachose.+