VaHebheru 10:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokuti akaita kuti vanotsveneswa vave vakakwana+ nokusingaperi nechibayiro chimwe chete+ chinopiwa.
14 Nokuti akaita kuti vanotsveneswa vave vakakwana+ nokusingaperi nechibayiro chimwe chete+ chinopiwa.