1 Petro 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Nokuti munoziva kuti hamuna kununurwa+ nezvinhu zvinoora,+ nesirivha kana ndarama, pamufambiro wenyu usina zvibereko wamakagamuchira netsika yakabva kumadzitateguru enyu.
18 Nokuti munoziva kuti hamuna kununurwa+ nezvinhu zvinoora,+ nesirivha kana ndarama, pamufambiro wenyu usina zvibereko wamakagamuchira netsika yakabva kumadzitateguru enyu.