1 Petro 2:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Vashandi vomudzimba ngavazviise pasi+ pavanatenzi vavo nokutya kwose kwakakodzera,+ kwete kune vakanaka nevanonzwisisa chete, asiwo kune vaya vakaoma kufadza. 1 Petro Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 2:18 Kudzai Vanhu Vamarudzi Ose w91 2/1 pp. 21-22
18 Vashandi vomudzimba ngavazviise pasi+ pavanatenzi vavo nokutya kwose kwakakodzera,+ kwete kune vakanaka nevanonzwisisa chete, asiwo kune vaya vakaoma kufadza.