2 Petro 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 nokuti simba raMwari rakatipa zvinhu zvose zvine chokuita noupenyu+ nokuzvipira kuna Mwari pachena,+ pachishandiswa zivo yakarurama pamusoro paiye akatidana,+ pachishandiswa kubwinya+ nokunaka. 2 Petro Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:3 Nharireyomurindi,9/1/1997, p. 103/1/1990, p. 13
3 nokuti simba raMwari rakatipa zvinhu zvose zvine chokuita noupenyu+ nokuzvipira kuna Mwari pachena,+ pachishandiswa zivo yakarurama pamusoro paiye akatidana,+ pachishandiswa kubwinya+ nokunaka.