2 Petro 1:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti kana zvinhu izvi zviri mamuri uye zvichifashukira, zvichakudzivisai kuva vanhu vasingaiti basa kana kuti vasina zvibereko+ pamusoro pezivo yakarurama yaShe wedu Jesu Kristu. 2 Petro Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:8 Nharireyomurindi,9/1/1997, p. 118/15/1993, p. 17
8 Nokuti kana zvinhu izvi zviri mamuri uye zvichifashukira, zvichakudzivisai kuva vanhu vasingaiti basa kana kuti vasina zvibereko+ pamusoro pezivo yakarurama yaShe wedu Jesu Kristu.