1 Johani 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Onai kuti rudo+ rukuru zvakadini rwatakaitirwa naBaba, kuti tinzi vana vaMwari;+ uye ndizvo zvatiri. Ndokusaka nyika+ isingatizivi, nokuti haisati yasvika pakumuziva.+ 1 Johani Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 3:1 Jehovha Anoratidza Sei Kuti Anotida? w15 9/15 p. 18 ndim. 1
3 Onai kuti rudo+ rukuru zvakadini rwatakaitirwa naBaba, kuti tinzi vana vaMwari;+ uye ndizvo zvatiri. Ndokusaka nyika+ isingatizivi, nokuti haisati yasvika pakumuziva.+