1 Johani 4:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vadiwa, ngatirambei tichidanana,+ nokuti rudo+ runobva kuna Mwari, uye munhu wose anoda akaberekwa naMwari+ uye anowana zivo pamusoro paMwari.+ 1 Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:7 Nharireyomurindi,10/1/2006, pp. 21-22
7 Vadiwa, ngatirambei tichidanana,+ nokuti rudo+ runobva kuna Mwari, uye munhu wose anoda akaberekwa naMwari+ uye anowana zivo pamusoro paMwari.+