1 Johani 4:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Uyu murayiro tinawo kubva kwaari,+ kuti uyo anoda Mwari anofanira kunge achidawo hama yake.+