1 Johani 5:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 nokuti zvinhu zvose zvakaberekwa+ naMwari zvinokunda nyika.+ Uku ndiko kukunda+ kwatakakunda+ nyika nakwo, iko kutenda kwedu.+ 1 Johani Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 5:4 “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera” si p. 7 ndim. 6
4 nokuti zvinhu zvose zvakaberekwa+ naMwari zvinokunda nyika.+ Uku ndiko kukunda+ kwatakakunda+ nyika nakwo, iko kutenda kwedu.+