1 Johani 5:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Uyu ndiye akauya nemvura neropa, iye Jesu Kristu; kwete nemvura+ chete, asi nemvura uye neropa.+ Mudzimu+ ndiwo uri kupupura, nokuti mudzimu ndiwo chokwadi. 1 Johani Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 5:6 Pfungwa Huru Dzatinowana Mutsamba Dzakanyorwa naJohani naJudha w08 12/15 p. 28 ndim. 1
6 Uyu ndiye akauya nemvura neropa, iye Jesu Kristu; kwete nemvura+ chete, asi nemvura uye neropa.+ Mudzimu+ ndiwo uri kupupura, nokuti mudzimu ndiwo chokwadi.