3 Johani 2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Anodiwa,+ ndinonyengetera kuti ubudirire+ muzvinhu zvose uye uve noutano hwakanaka,+ sokubudirira kuri kuita mweya wako.+ 3 Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2 Nharireyomurindi (Yekudzidza),5/2017, p. 27
2 Anodiwa,+ ndinonyengetera kuti ubudirire+ muzvinhu zvose uye uve noutano hwakanaka,+ sokubudirira kuri kuita mweya wako.+