Zvakazarurwa 19:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Zvino ngirozi yacho yakandiudza kuti: “Nyora, kuti: Vanofara vaya vakakokwa+ kuzvokudya zvemanheru zvokuroora kweGwayana.”+ Uyewo, yakandiudza kuti: “Aya ndiwo mashoko echokwadi aMwari.”+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 19:9 Nharireyomurindi,7/15/2015, p. 192/15/2014, pp. 10-11 Zvakazarurwa, pp. 72, 277-278
9 Zvino ngirozi yacho yakandiudza kuti: “Nyora, kuti: Vanofara vaya vakakokwa+ kuzvokudya zvemanheru zvokuroora kweGwayana.”+ Uyewo, yakandiudza kuti: “Aya ndiwo mashoko echokwadi aMwari.”+