Mashoko Emuzasi
a Tinotaura kuti “kazhinji kazhinji,” nemhaka yokuti mamwe manenji omuBhaibheri angave akabatanidza chinoitika chomusikirwo, chakadai sokudengenyeka kwapasi kana kuti kukoromoka kwenyika. Zvisinei, achiri kurangarirwa samanenji nokuti akaitika chaizvoizvo panguva yaaidikanirwa nokudaro sezvinooneka akaitika panhungamiro yaMwari.—Joshua 3:15, 16; 6:20.