Mashoko Emuzasi
b Iyi gadziriro yakatanga kushanda pana October 1, 1938. Kwakanga kune chinetso chinowedzera mukuronga magungano mukati mamakore ehondo, naizvozvo magungano ezoni akamiswa mukupera kwa1941. Zvakare, zvisinei, muna 1946, gadziriro yacho yakamutsidzirwa, uye nhambo apo ungano dzakati dzaisangana pamwe chete nokuda kwomurayiridzo chaiwo dzaidanwa kunzi magungano edunhu.