RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

a Mamwe maBhaibheri anoshandisa shoko rokuti “nyika” panzvimbo pe“tsika yezvinhu.” Expository Dictionary of New Testament Words yaW. E. Vine inotaura kuti shoko rechiGiriki rokuti ai·onʹ “rinoreva nhambo yourefu husingazivikanwi, kana kuti nguva inorangarirwa maererano nechinoitika munhambo.” Greek and English Lexicon to the New Testament yaParkhurst (peji 17) inobatanidza kutaura kwokuti “tsika ino yezvinhu” mukukurukura kushandiswa kwaai·oʹnes (zvakawanda) pana VaHebheru 1:2. Naizvozvo kushandura kwokuti “tsika yezvinhu” kunotsinhirana norugwaro rwapakuvamba rwechiGiriki.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe