Mashoko Emuzasi
c Commentary on the Old Testament, yakanyorwa naC. F. Keil naF. Delitzsch, inoti: “Mashoko omuprofita pano asvika panogumira chikamu chino. Pfungwa yekuti akaparadzana pano kuva zvikamu zviviri zvakaparadzana, inoratidzwa mumashoko acho nenzvimbo inosiyiwa pakati pendima 9 ne10. Uyu mutoo wokuparadzanisa zvikamu zvikuru nezviduku, kungava nokusiya nzvimbo kana kuti nokugura mutsetse wacho, wagara kupfuura wenzvimbo dzemavhawero nemataurire, uye unobva patsika yagara nguva refu.”