Mashoko Emuzasi
b Achitaura pamusoro pendima iyi, mushanduri weBhaibheri Jerome (akaberekwa muzana remakore rechina C.E.) anotaura nezvetsika yekare yaiitwa nevanamati vezvidhori pazuva rokupedzisira romwedzi wokupedzisira wegore ravo. Akanyora kuti: “Vaigadzira tafura izere nezvokudya zvemarudzi akasiyana-siyana nomukombe wakavhenganiswa newaini inotapira kuti vave nerombo rakanaka pakubereka kwegore rapfuura kana kuti rinotevera.”