Mashoko Emuzasi
b Vamwe vanofunga kuti vanhu vekare vanotaurwa muBhaibheri vanofanira kunge vaiva neteresikopu yepanguva iyoyo isina kunyanya kuoma. Vanoti dai pasina izvozvo, vaizoziva sei kuti nyeredzi dzakawanda kudaro zvekuti hadziverengeki? Fungidziro dzakadaro dzisina musoro dzinoitwa nevanhu vasingatombofungi nezveMunyori weBhaibheri, Jehovha.—2 Timoti 3:16.