Mashoko Emuzasi
c Funga kuti zvaizokutorera nguva yakareba sei kungoverenga nyeredzi mabhiriyoni 100 chete. Dai waida kuverenga imwe chete pasekondi yega yega, masikati neusiku usingazorori, zvaizokutorera makore 3 171!